2 Makoronike 18:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhume yakanga yaenda kundodaidza Mikaya yakati kwaari, “Tarira, somunhu mumwe vamwe vaprofita vari kutaura nezvokubudirira kwamambo. Shoko rako ngariwirirane naravamwe, uye utaure zvakanaka.”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:11-14