2 Makoronike 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Zedhekia mwanakomana waKenaana akanga agadzira nyanga dzesimbi, uye akataura achiti, “Zvanzi naJehovha, ‘Neidzi muchabaya vaAramu kusvikira vaparara.’ ”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:8-17