2 Makoronike 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha vaiva naJehoshafati nokuti pamazuva ake okutonga akafamba munzira dzaiteverwa nababa vake Dhavhidhi. Haana kubvunza kuna vana Bhaari.

2 Makoronike 17

2 Makoronike 17:1-5