2 Makoronike 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutya Jehovha kwakawira madzimambo enyika dzakanga dzakapoteredza Judha, zvokuti havana kuda kurwa naJehoshafati.

2 Makoronike 17

2 Makoronike 17:5-16