2 Makoronike 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Ngapave nechibvumirano pakati pangu nemi, sezvazvakanga zvakaita pakati pababa vangu nababa venyu. Tarirai, ndiri kukutumirai sirivha negoridhe zvino putsai chibvumirano chako naBhaasha mambo waIsraeri kuti agobva kwandiri.”

2 Makoronike 16

2 Makoronike 16:1-13