2 Makoronike 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu namatanhatu rokutonga kwaAsa Bhaasha mambo weIsraeri akamukira Judha akandovakira Rama masvingo kuti arege kutendera munhu kubuda kana kupinda munyika yaAsa mambo weJudha.

2 Makoronike 16

2 Makoronike 16:1-3