2 Makoronike 15:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akaunganidza Judha neBhenjamini yose navanhu vaibva kuEfuremu, Manase neSimeoni vakanga vagere pakati pavo; nokuti vanhu vazhinji kwazvo vakanga vauya kwaari vachibva kuIsraeri pavakaona kuti Jehovha Mwari wake aiva naye.

2 Makoronike 15

2 Makoronike 15:1-10