2 Makoronike 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka, achawanikwa nemi, asi kana mukamurasa, iye achakarusai.

2 Makoronike 15

2 Makoronike 15:1-7