2 Makoronike 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Asa akabvisazve ambuya vake Maaka kubva panzvimbo yavo samai vamambo nokuti vakanga vagadzira danda rinonyangadza raAshera. Asa akatema danda riya akarityoratyora akaripisa muMupata weKidhironi.

2 Makoronike 15

2 Makoronike 15:7-19