2 Makoronike 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vakanga vasingazotsvaki Jehovha, Mwari waIsraeri, vaizofanira kuurayiwa, zvisinei kuti mudiki kana mukuru, murume kana mukadzi.

2 Makoronike 15

2 Makoronike 15:8-19