2 Makoronike 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuJudha, “Ngativakei maguta aya, uye tiise masvingo okuapoteredza, ane shongwe, masuo namazariro. Nyika ichiri yedu, nokuti takatsvaga Jehovha Mwari wedu; takamutsvaga uye akatipa zororo kumativi ose.” Saka vakavaka uye vakabudirira.

2 Makoronike 14

2 Makoronike 14:1-11