2 Makoronike 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Abhija akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta raDhavhidhi. Asa mwanakomana wake akamutevera kuva paumambo, uye mumazuva ake nyika yakava norugare kwamakore gumi.

2 Makoronike 14

2 Makoronike 14:1-7