2 Makoronike 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhija navanhu vake vakaparadza vazhinji vavo kwazvo, zvokuti zviuru mazana mashanu zvavarume vaigona kurwa pakati paIsraeri vakafa.

2 Makoronike 13

2 Makoronike 13:12-20