2 Makoronike 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Zvanzi naJehovha: Musaenda kunorwisana nehama dzenyu; endai kumba, mumwe nomumwe wenyu, nokuti uku kuita kwangu.’ ” Saka vakateerera mashoko aJehovha vakadzoka kubva mukuda kundorwisana naJerobhoamu.

2 Makoronike 11

2 Makoronike 11:1-5