2 Makoronike 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakachenjera akaparadzira vamwe vavanakomana vake mumatunhu ose eJudha neBhenjamini nokumaguta ose enhare. Akavapa zvinhu zvizhinji akavawanira vakadzi vakawanda.

2 Makoronike 11

2 Makoronike 11:13-23