2 Makoronike 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rehobhoamu akawana Maharati aiva mwanasikana womwanakomana waDhavhidhi ainzi Jerimoti uye waAbhihairi mwanasikana womwanakomana waJese ainzi Eriabhi.

2 Makoronike 11

2 Makoronike 11:9-21