2 Makoronike 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jerobhoamu mwanakomana waNebhati paakanzwa izvi (aiva kuIjipiti, kwaakanga aenda achitiza Mambo Soromoni), akadzoka kubva kuIjipiti.

2 Makoronike 10

2 Makoronike 10:1-12