2 Makoronike 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo haana kuteerera kuvanhu, nokuti kuitika kwezvinhu uku kwaibva kuna Mwari, kuti shoko rakanga rataurwa naJehovha kuna Jerobhoamu mwanakomana waNebhati nomuromo waAhija muShironi rizadziswe.

2 Makoronike 10

2 Makoronike 10:9-17