2 Makoronike 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, Jehovha Mwari, itai henyu kuti chivimbiso chenyu kuna baba vangu Dhavhidhi chizadzikiswe, nokuti makandiita mambo pamusoro pavanhu vakawanda seguruva renyika.

2 Makoronike 1

2 Makoronike 1:2-10