2 Makoronike 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaitenga ngoro imwe chete kubva kuIjipiti ichiita mashekeri mazana matanhatua esirivha uye bhiza rimwe chete richiita mashekeri zana namakumi mashanub. Ivo vaizoatengeserawo kumadzimambo ose avaHiti navaAramu.

2 Makoronike 1

2 Makoronike 1:10-17