2 Madzimambo 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti imba yose yaAhabhu ichaparadzwa. Ndichabvisa kubva kuna Ahabhu murume wokupedzisira wose wose muIsraeri, nhapwa kana akasununguka.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:1-10