2 Madzimambo 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehu akawembura uta hwake akapfura Joramu napakati pamapendekete. Museve wakandobaya pamwoyo wake iye ndokuwira mungoro yake.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:14-27