2 Madzimambo 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana wasvikako, utsvake Jehu, mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimishi. Uende kwaari, umubvise pakati peshamwari dzake ugopinda naye muimba yomukati.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:1-10