2 Madzimambo 9:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutasvi webhiza akakwira kundosangana naJehu akati, “Zvanzi namambo, ‘Mauya norugare here?’ ” Jehu akapindura akati, “Uneiko iwe norugare?’ Tevera shure kwangu.” Nharirire yakazivisa kuti, “Nhume yasvika kwavari, asi haisi kudzoka.”

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:13-27