2 Madzimambo 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ari Jezebheri, imbwa dzichamudya pamunda weJezireeri, hapana achamuviga.’ ” Ipapo akazarura mukova akatiza.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:3-20