2 Madzimambo 8:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akafamba munzira dzeimba yaAhabhu akaita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakaitwa neimba yaAhabhu, nokuti akanga ari mukuwasha kumhuri yaAhabhu.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:24-29