2 Madzimambo 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namaviri raJoramu, mwanakomana waAhabhu, mambo weIsraeri, Ahazia, mwanakomana waJehoramu, mambo weJudha akatanga kutonga.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:17-29