2 Madzimambo 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hazaeri akabva pana Erisha akadzokera kuna tenzi wake. Bheni-hadhadhi paakabvunza achiti, “Erisha akati kudini kwauri?” Hazaeri akapindura akati, “Akandiudza kuti zvirokwazvo muchapora.”

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:8-23