2 Madzimambo 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti Jehovha akanga aita kuti vaAramu vanzwe kutinhira kwengoro namabhiza uye nokwehondo huru, naizvozvo, vakataurirana vachiti, “Tarirai mambo weIsraeri akakoka vaHiti namadzimambo avaIjipita kuti vazotirwisa!”

2 Madzimambo 7

2 Madzimambo 7:1-16