2 Madzimambo 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mumwe akati achiri kutema muti, musoro wedemo wakasvotoka ukawira mumvura. Akadanidzira akati, “Haiwa, ishe wangu, rakanga rakweretwa!”

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:1-12