2 Madzimambo 6:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akamubvunza akati, “Zvaita sei?” Iye akamupindura akati, “Mukadzi uyu akati kwandiri, ‘Tipe mwanakomana wako kuti timudye nhasi, mangwana tigozodya wangu.’

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:21-33