2 Madzimambo 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akati achipfuura naparusvingo, mumwe mukadzi akadanidzira kwaari akati, “Ndibatsireiwo, ishe wangu namambo!”

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:19-33