2 Madzimambo 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsamba yaakaenda nayo kuna mambo weIsraeri yaiti: “Ndatuma muranda wangu Naamani netsamba iyi kuti umurape maperembudzi ake.”

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:4-14