2 Madzimambo 5:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akapinda akandomira pamberi paErisha tenzi wake. Erisha akamubvunza akati, “Wanga uripiko Gehazi?” Gehazi akapindura akati, “Muranda wenyu haana kwaamboenda.”

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:19-27