2 Madzimambo 5:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Gehazi akatevera Naamani. Zvino Naamani akati amuona achimumhanyira, akaburuka mungoro kuti andosangana naye. Akati kwaari, “Kwakanaka here?”

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:12-24