2 Madzimambo 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akaburuka akandozvinyudza muna Jorodhani kanomwe, sezvaakanga audzwa nomunhu waMwari, nyama yake ikadzoredzerwa pakare ikava yakachena, seyomwana mucheche.

2 Madzimambo 5

2 Madzimambo 5:9-20