2 Madzimambo 4:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda wake akati, “Ndingagovera izvi kuvanhu zana sei?” Asi Erisha akapindura akati, “Ipai vanhu vadye. Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Vachadya vakasiya zvimwe.’ ”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:38-44