2 Madzimambo 4:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvokudya zvakapakurirwa vanhu, asi pavakatanga kudya vakadanidzira vakati, “Nhai munhu waMwari, mune rufu muhari!” Uye vakatadza kuzvidya.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:36-44