2 Madzimambo 4:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akadzokera kuGirigari uye maiva nenzara mudunhu imomo. Boka ravanakomana vavaprofita parakanga rigere pamberi pake, akati kumuranda wake, “Gadzai hari huru mubikire boka ravaprofita ava zvokudya.”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:28-44