2 Madzimambo 4:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akadana Gehazi akati kwaari, “Dana mukadzi muShunemi.” Iye akaita saizvozvo. Akati apinda, Erisha akati kwaari, “Tora mwanakomana wako.”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:31-44