2 Madzimambo 4:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gehazi akatungamira mberi akandoisa tsvimbo pachiso chomwana, asi hapana chakanzwika kana chakapfakanyika. Naizvozvo Gehazi akadzokera kuti andosangana naErisha akamuudza kuti, “Mukomana haana kumuka.”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:23-40