2 Madzimambo 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akati kwaari, “Enda unokumbira vavakidzani vako vose vakupe midziyo isina chinhu. Usakumbira mishoma.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:1-5