2 Madzimambo 4:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akati, “Ndakakukumbirai mwanakomana here, tenzi wangu? Ko, handina kukutaurirai kuti musandinyengedzera here?”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:20-33