2 Madzimambo 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akamubvunza akati, “Uri kuendereiko kwaari nhasi? Hakusi Kugara kwoMwedzi kana Sabata.” Akapindura akati, “Hazvina mhosva.”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:18-33