2 Madzimambo 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Mesha mambo weMoabhu aipfuwa makwai, uye aifanira kupa mambo weIsraeri makwayana anokwana zviuru zana namakushe amakondohwe anokwana zviuru zana.

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:1-8