2 Madzimambo 3:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akatora dangwe rake, aifanira kumutevera paushe, akamupa sechibayiro parusvingo rweguta. Vakatsamwira vaIsraeri zvikuru; uye ivo vakabva kwaari vakadzokera kunyika yavo.

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:22-27