2 Madzimambo 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akati, “Zvirokwazvo naJehovha Wamasimba Ose mupenyu, wandinoshumira, dai ndanga ndisingaremekedzi Jehoshafati mambo weJudha vari pano, handaimbokutarisai kana kukuonai.

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:5-18