2 Madzimambo 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehoshafati akamubvunza akati, “Hapana muprofita waJehovha here pano, kuti tibvunze Jehovha nokwaari?” Muranda wamambo weIsraeri akati, “Pana Erisha mwanakomana waShafati. Aisimbosuridzira mvura pamaoko aEria.”

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:9-12