2 Madzimambo 25:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi hondo yavaBhabhironi yakadzinganisa mambo ikamubatira mumapani eJeriko. Varwi vake vose vakaparadzaniswa naye uye vakapararira.

2 Madzimambo 25

2 Madzimambo 25:1-13