2 Madzimambo 25:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, mumwedzi wechinomwe Ishumaeri mwanakomana waNetania, mwanakomana waErishama, akanga ari weropa roushe, akauya navarume gumi akauraya Gedharia navarume veJudha neveBhabhironi vaiva naye paMizipa.

2 Madzimambo 25

2 Madzimambo 25:17-30